RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 October p. 7
  • October 29–November 4

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • October 29–November 4
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 October p. 7

October 29–November 4

JOHANI 18-19

  • Rwiyo 54 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jesu Akapupurira Chokwadi”: (10 min.)

    • Joh 18:36—Chokwadi chinotaura nezveUmambo hwaMesiya

    • Joh 18:37—Jesu akapupurira chokwadi nezvezvinangwa zvaMwari (“ndipupurire,” “chokwadi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 18:37, nwtsty)

    • Joh 18:38a—Pirato aisabvuma kuti kune chokwadi (“Chokwadi chii?” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 18:38a, nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Joh 19:30—Zvinorevei kuti Jesu “akabudisa simba rake roupenyu”? (“akabudisa simba rake roupenyu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 19:30, nwtsty)

    • Joh 19:31—Chii chinoratidza kuti Jesu akafa musi waNisani 14, 33 C.E.? (“zuva reSabata iroro rakanga riri guru” tsanangudzo dzemamwe mashoko Joh 19:31, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Joh 18:1-14

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Ratidza saimba jw.org.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda wobva wasiya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) fg chidzidzo 14 ¶6-7

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 46

  • “VaKristu Vechokwadi Vanozivikanwa Nerudo—Farira Chokwadi”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi ‘Ivai Nerudo Pakati Penyu’—Usafarira Zvisina Kururama, Asi Farira Chokwadi. Kana nguva iripo, kurukurai bhokisi rakanzi “Munhu wemuBhaibheri Wandingatevedzera.”

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 41

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 32 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe