RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 June p. 4
  • June 11-17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 11-17
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 June p. 4

June 11-17

RUKA 1

  • Rwiyo 137 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Tevedzera Kuzvininipisa kwaMariya”: (10 min.)

    • [Ratidzai vateereri vhidhiyo yeKusuma Bhuku raRuka.]

    • Ru 1:38—Akazvininipisa nekubvuma kwaakaita basa raakapiwa (ia 149 ¶12)

    • Ru 1:46-55—Akarumbidza Jehovha nekutaura zviri muShoko raMwari (ia 150-151 ¶15-16)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ru 1:69—“Nyanga yoruponeso” inomiririrei? (“nyanga yoruponeso” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 1:69, nwtsty)

    • Ru 1:76—Zvinorevei kuti Johani Mubhabhatidzi ‘aizofanotungamira pamberi paJehovha’? (“uchafanotungamira pamberi paJehovha” tsanangudzo dzemamwe mashoko Ru 1:76, nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ru 1:46-66

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 92

  • Zvemuungano Yenyu: (8 min.) Kana muchida, munogona kudzokorora mashoko ane chekuita nerugwaro rwegore rwa2018. (w18.01 8-9 ¶4-7)

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaJune.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 24

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 58 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe