RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 June p. 4
  • Tevedzera Kuzvininipisa kwaMariya

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tevedzera Kuzvininipisa kwaMariya
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • “Tarirai! Murandasikana waJehovha!”
    Tevedzera Kutenda Kwavo
  • Zvatingadzidza Kuna Mariya
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • “Tarirai! Murandasikana waJehovha!”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • ‘Akaafungisisa Mumwoyo Make’
    Tevedzera Kutenda Kwavo
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 June p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RUKA 1

Tevedzera Kuzvininipisa kwaMariya

Kuzvininipisa kwaMariya kwakaita kuti Jehovha amupe basa raikosha risina mumwe akamboripiwa, uye hakuna achazomboripiwazve.

Ngirozi inonzi Gabrieri ichitaura naMariya

1:38, 46-55

Zvakataurwa naMariya zvinoratidza sei kuti . . .

  • aizvininipisa?

  • aiva nekutenda kwakasimba?

  • aiziva Magwaro?

  • aionga?

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO:

Ndinonyatsovimba here kuti Jehovha achandibatsira kana ndikasangana nematambudziko pakumushumira? Ndinganyatsotevedzera sei Mariya?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe