May 14-20
MAKO 9-10
Rwiyo 22 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Chiratidzo Chinosimbisa Kutenda”: (10 min.)
Mk 9:1—Jesu akavimbisa vamwe vevaapostora vake kuti vaizomuona achibwinya ari muUmambo (w05 1/15 12 ¶9-10)
Mk 9:2-6—Petro, Jakobho naJohani vakaona Jesu achichinja chitarisiko uye achitaura ‘naEriya naMosesi’ (w05 1/15 12 ¶11)
Mk 9:7—Jehovha akataura pachake kuti Jesu aiva Mwanakomana wake (“inzwi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 9:7, nwtsty)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mk 10:6-9—Jesu akadzidzisa kutii nezvewanano? (w08 2/15 30 ¶8)
Mk 10:17, 18—Nei Jesu akatsiura mumwe murume paakamuti “Mudzidzisi Akanaka”? (“Mudzidzisi Akanaka,” “Hapana munhu akanaka, kunze kwomumwe chete, iye Mwari” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 10:17, 18, nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mk 9:1-13
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Hurukuro: (6 min. zvichidzika) w04 5/15 30-31—Musoro: Zvakataurwa naJesu Pana Mako 10:25 Zvinorevei?
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Zvasungwa Pamwe Chete Pajoko naMwari . . . ”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Rudo Nekuremekedzana Zvinosimbisa Mhuri.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 20
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 66 Nemunyengetero