RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 May p. 3
  • Batsirai Mwana Wenyu Kuti Atevere Kristu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Batsirai Mwana Wenyu Kuti Atevere Kristu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Vabereki, Muri Kubatsira Mwana Wenyu Kuti Asvike Pakubhabhatidzwa Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • Vechiduku Vanofanira Kubhabhatidzwa Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Mashoko Ekuwedzera
    Takarongwa Kuti Tiite Zvinoda Jehovha
  • Kubhabhatidzwa Idanho Rinokosha
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 May p. 3
Mukomana achibhabhatidzwa

KURARAMA KWECHIKRISTU

Batsirai Mwana Wenyu Kuti Atevere Kristu

Hakuna chinofadza vabereki vechiKristu kupfuura kuona mwana wavo ‘achizviramba, otora danda rake rekutambudzikira oramba achitevera’ Jesu. (Mk 8:34; 3Jo 4) Vabereki vangabatsira sei vana vavo kutevera Jesu, kuzvitsaurira kuna Jehovha uye kuzobhabhatidzwa? Zvii zvinoratidza kuti mwana agadzirira kuita danho rinokosha rekubhabhatidzwa?

Takarongwa Kuti Tiite Zvinoda Jehovha

Verengai chikamu chakanzi “Mashoko Kuvabereki vechiKristu” chiri papeji 165-166 mubhuku raTakarongwa Kuti Tiite Zvinoda Jehovha, mozopindura mibvunzo inotevera:

  1. Chii chinonzi mudzidzi?

  2. Vabereki vanofanira kudzidzisei vana vavo?

  3. Zvichienderana nezera ravo, zvii zvinofanira kuitwa nevana zvinotaurwa nemagwaro anotevera kuti vakodzere kubhabhatidzwa?

    • VaK 3:20

    • Ru 2:46

    • Pis 122:1

    • Mt 4:4

    • Mt 6:33

    • 1VaK 15:33

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe