RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 May p. 4
  • Chiratidzo Chinosimbisa Kutenda

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chiratidzo Chinosimbisa Kutenda
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Kukutapura Kunoita Kushanduka Chitarisiko kwaKristu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
  • Chiso Chake Nenguo Zvinoshanduka Achiratidza Zvaanenge Akaita Muumambo
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
  • Uprofita Hwakataura nezvaKristu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Teerera Shoko raMwari Rouprofita
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 May p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAKO 9-10

Chiratidzo Chinosimbisa Kutenda

9:1-7

Petro, Jakobho naJohani vanoona Jesu achichinja chitarisiko

Jesu paakachinja chitarisiko, chimbofunga kuti akanzwa sei Baba vake pavakataura kuti vanomufarira. Izvi zvakamusimbisa nekuti akanga ava kuzotambudzwa. Zvakaitika izvi zvakaitawo kuti Petro, Jakobho, naJohani vagutsikane kuti Jesu ndiye aiva Mesiya uye kuti vaifanira kumuteerera. Papera makore 32, Petro akanga achiri kuyeuka chiratidzo ichi uye kusimbisa kwachakaita kutenda kwake ‘mushoko reuprofita.’​—2Pe 1:16-19.

Kunyange zvazvo tisina kuona chiratidzo ichi, tiri kuona kuzadzika kwacho. Jesu ari kutonga saMambo ane simba. Kwasara nguva pfupi kuti ‘apedzise kukunda kwake,’ oita kuti pave nenyika itsva.​—Zva 6:2.

Kuona uprofita hweBhaibheri huchizadzika kuri kusimbisa sei kutenda kwako?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe