RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 April p. 6
  • April 30–May 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 30–May 6
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 April p. 6

April 30–May 6

MAKO 5-6

  • Rwiyo 151 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jesu Ane Simba Rekumutsa Hama Dzedu Neshamwari”: (10 min.)

    • Mk 5:38​—Kufirwa nemunhu waunoda kunorwadza

    • Mk 5:39-41​—Jesu ane simba rekumutsa vaya ‘vakarara’ murufu (“haana kufa, asi akarara” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 5:39 nwtsty)

    • Mk 5:42​—Kumutswa kuchaitwa vakafa kuchaita kuti vanhu ‘vasabatika nemufaro’ (jy 118 ¶6)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mk 5:19, 20​—Nei Jesu akapa murayiro wakasiyana newaakambopa? (“udziudze” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 5:19 nwtsty)

    • Mk 6:11​—Zvinorevei ‘kuzunza guruva riri patsoka’? (“zunzai bukuta [guruva] riri pasi petsoka dzenyu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mk 6:11 nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mk 6:1-13

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Muratidze website yejw.org.

  • Paunodzokera Kechitatu: (3 min. zvichidzika) Shandisa rugwaro rwaunoda, wosiya mubvunzo wekuti uzowana pekutangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 36 ¶23-24​—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 144

  • “Iva Nyanzvi Pakushandisa Bhokisi reMaturusi Edu Ekudzidzisa”: (5 min.) Kukurukurirana.

  • Kunyaradzwa Musangano raJehovha: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo. Kana yapera bvunzai kuti: Mhuri yekwaPera yakasangana nematambudziko api? Chii chakavabatsira kutsungirira? Nei tichifanira kuramba tichiita zvinhu zvekunamata patinenge tichisangana nematambudziko?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 19 ¶1-9

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 72 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe