RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 April p. 5
  • Kuporesa paSabata

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuporesa paSabata
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Zvii Zvinobvumirwa Nomutemo paSabata?
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
  • VaKristu Vanofanira Kuchengeta Sabata Here?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Sabata
    Kukurukurirana Tichishandisa Magwaro
  • Kutanha Hura Dzezviyo paSabata
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 April p. 5
Murume ane ruoko rwakakokonyara anouya kuna Jesu

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAKO 3-4

Kuporesa paSabata

3:1-5

Nei Jesu akashungurudzwa kwazvo nezvaiitwa nevatungamiriri vechitendero chechiJudha? Tumitemo twavaiisa twaiita kuti vanhu varemerwe nekuchengeta Sabata. Semuenzaniso, kuuraya nhata kwaitorambidzwa. Munhu aigona kuporeswa chete kana zvaonekwa kuti akasiyiwa akadaro aigona kufa. Izvi zvaireva kuti kana munhu akatyoka kana kuminyuka aisagona kuporeswa paSabata. Vatungamiriri ava vakanga vasina hanya nemurume aiva akakokonyara ruoko.

ZVIBVUNZE KUTI:

  • ‘Ndiri munhu anozivikanwa nekuomerera pamutemo here kana kuti anonzwira vamwe tsitsi?’

  • ‘Pandinoona mumwe munhu muungano anoda kubatsirwa, ndingatevedzerawo sei Jesu?’

Vakuru vaviri vanoshanyira hanzvadzi nemwana wayo
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe