RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 April p. 6
  • Jesu Ane Simba Rekumutsa Hama Dzedu Neshamwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jesu Ane Simba Rekumutsa Hama Dzedu Neshamwari
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • “Hanzvadzi Yako Ichamuka”!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
  • Kumutswa kwaJesu Kunotibatsira Sei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • “Ndine Tariro Kuna Mwari”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Rumuko—Dzidziso Ine Chokuita Newe
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 April p. 6
Jesu anomutsa mwanasikana waJairosi

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAKO 5-6

Jesu Ane Simba Rekumutsa Hama Dzedu Neshamwari

5:38-42

  • Amai vari kuchema vari paguva remwana wavo uye vari kufungidzira achimutswa

    Kurwadziwa kwatinoita kana tafirwa nemumwe munhu watinoda hakurevi kuti hatisisina tariro (Ge 23:2)

  • Kufungisisa nezvevanhu vakamutswa vanotaurwa muBhaibheri kuchasimbisa tariro yedu yekuti vakafa vachamutswa

Ndiani waunoda kuzoona achimutswa?

Unofunga kuti zvichange zvakaita sei pamuchazoonana?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe