PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 32-34
Chiratidzo Chekuti vaIsraeri Vaizodzorerwa Kunyika Yavo
Rakaprindwa
Jeremiya akaita zvaienderana nemutemo paakatenga munda.
Jehovha akaratidza kunaka kwake paakavimbisa kuti vanhu vaizopfidza aizovaregerera uye aizoita kuti vadzokere kuIsraeri.