RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 May p. 3
  • May 8-14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 8-14
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 May p. 3

May 8-14

JEREMIYA 35-38

  • Rwiyo 33 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Iva Neushingi Uye Mutsa Sezvakaitwa naEbhedhi-mereki”: (10 min.)

    • Jer 38:4-6​—Zedhekiya akatya vanhu, achibva abvumira kuti Jeremiya akandwe mumugodhi waiva nemadhaka kuti afiremo (it-2-E 1228 ¶3)

    • Jer 38:7-10​—Ebhedhi-mereki akaratidza ushingi achibva akurumidza kubatsira Jeremiya (w12 5/1 31 ¶2-3)

    • Jer 38:11-13​—Ebhedhi-mereki akaratidza mutsa (w12 5/1 31 ¶4)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 35:19​—Nei vaRekabhi vakakomborerwa? (it-2-E 759)

    • Jer 37:21​—Zvii zvakaitwa naJehovha kuti achengete Jeremiya, uye kuziva izvi kungatibatsira sei upenyu pahunooma? (w98 1/15 18 ¶16-17; w95 8/1 5 ¶6-7)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 36:27–37:2

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Kavha yewp17.3​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Kavha yewp17.3​—Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 26

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 127

  • “Kuchengetedza Nzvimbo Dzatinonamatira”: (15 min.) Mibvunzo nemhinduro zvichaitiswa nemukuru. Mapedza kuona vhidhiyo inonzi Kuchengetedza Nzvimbo Dzatinonamatira uye makurukura mibvunzo iri munyaya yacho, hama iri mudare rinoona nezvokushandiswa kweImba yoUmambo ngaiuye kuchikuva moibvunza zvinotevera. (Kana musina hama iyi, bvunzai murongi mudare revakuru. Kana ungano yenyu iriyo yega inoshandisa Imba yoUmambo, bvunzai murongi wekuchengetedza.) Ndeapi mabasa ekuchengetedza Imba yoUmambo achangobva kuitwa, uye ari kuda kuzoitwa? Kana munhu aine ruzivo nezverimwe basa pakuchengetedza Imba yoUmambo, anofanira kuita sei? Ko vanenge vasina ruzivo asi vachida kudzidziswa nevane ruzivo, vangaitei? Munhu wese angaitei kuti Imba yoUmambo igare ichiratidzika zvakanaka?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 12 ¶9-15, uye bhokisi rakanzi “Kuvandudzwa Kwakaitwa Nyaya Yeutungamiriri” uye rakanzi “Mashandiro Anoita Dare Rinotungamirira Pakutsigira Umambo”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 125 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe