RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 May p. 2
  • May 1-7

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 1-7
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 May p. 2

May 1-7

JEREMIYA 32-34

  • Rwiyo 138 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Chiratidzo Chekuti vaIsraeri Vaizodzorerwa Kunyika Yavo”: (10 min.)

    • Jer 32:6-9, 15​—Jehovha akaudza Jeremiya kuti atenge munda sechiratidzo chekuti Jehovha aizoita kuti vaIsraeri vadzokere kunyika yavo (it-1-E 105 ¶2)

    • Jer 32:10-12​—Jeremiya akanyatsotevedzera zvaitaurwa nemutemo pakutenga kwaakaita munda (w07 3/15 11 ¶3)

    • Jer 33:7, 8​—Jehovha akavimbisa kuti ‘aizonatsa’ nhapwa (jr 152 ¶22-23)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Jer 33:15​​—“Nhungirwa” yaDhavhidhi ndiani? (jr 173 ¶10)

    • Jer 33:23, 24​—“Mhuri mbiri” dzinotaurwa nezvadzo pano ndedzipi? (w07 3/15 11 ¶4)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Jer 32:1-12

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana pachishandiswa “Mharidzo Dzekuenzanisira.” Ratidzai vateereri mavhidhiyo acho, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vose kuti vashandise vhidhiyo yekusuma bhurocha raMhuri Yenyu Inogona Kufara pavanenge vachipa vanhu bhurocha racho.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 6

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore. (yb16 67-71)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 12 ¶1-8 uye bhokisi rakanzi “Akazvininipisa, Akabvuma Kutsiurwa”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 23 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe