RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 January p. 7
  • January 30–February 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 30–February 5
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 January p. 7

January 30–February 5

ISAYA 43-46

  • Rwiyo 33 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha ndiMwari Anoprofita Zvinhu Zvechokwadi”: (10 min.)

    • Isa 44:26-28​—Jehovha akagara ataura kuti Jerusarema netemberi zvaizovakwazve, uye kuti Koreshi ndiye aizokunda Bhabhironi (ip-2 71-72 ¶22-23)

    • Isa 45:1, 2​—Jehovha akanyatsotaura kuti Bhabhironi raizokundwa sei (ip-2 77-78 ¶4-6)

    • Isa 45:3-6​—Jehovha akataura kuti nei akashandisa Koreshi kukunda Bhabhironi (ip-2 79-80 ¶8-10)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 43:10-12​—VaIsraeri vaizova zvapupu zvaJehovha pakudii? (w14 11/15 21-22 ¶14-16)

    • Isa 43:25​—Ndechipi chikonzero chikuru chinoita kuti Jehovha adzime zvivi? (ip-2 60 ¶24)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 46:1-13

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa saimba bhurocha raTeerera Mwari.​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu wawakapa bhurocha raTeerera Mwari, wokurukura naye peji 2-3. Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 4

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 143

  • Tingaziva Sei Kuti Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari?: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Tingaziva Sei Kuti Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari? Kana mapedza, kurukurai navo mibvunzo iyi: Tingashandisa sei vhidhiyo iyi patinenge tichiparidza zvisina kurongwa, pachena kana kuti paimba neimba? Zvii zvakaitika zvinofadza zvamakaona pamaishandisa vhidhiyo iyi?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 7 ¶19-23, bhokisi rakanzi “JW.ORG,” chati yakanzi “Dzimwe Nzira Dzaishandiswa Kusvitsa Shoko Kuvanhu Vakawanda,” uye bhokisi rakanzi “Unonyatsotenda muUmambo Here?”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 103 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe