RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 January p. 7
  • Jehovha ndiMwari Anoprofita Zvinhu Zvechokwadi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha ndiMwari Anoprofita Zvinhu Zvechokwadi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha—“Mwari Wakarurama noMuponesi”
    Uprofita hwaIsaya—Chiedza Chavanhu Vose II
  • Zvese Zvinotaurwa naJehovha Zvinoitika
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Jehovha Anoninipisa Guta Rinozvikudza
    Uprofita hwaIsaya—Chiedza Chavanhu Vose I
  • Kuzivisa Rudzi Rwakarurama Rwenhume
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 January p. 7

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 43-46

Jehovha ndiMwari Anoprofita Zvinhu Zvechokwadi

Rakaprindwa
Chati inoratidza panotangira makore 200 euprofita hwaIsaya hunotaura nezvekukundwa kweBhabhironi
Mambo Koreshi

Pachine makore 200 Bhabhironi risati raparadzwa, Jehovha akaudza Isaya kuti anyore uprofita hwairatidza kuti Bhabhironi raizoparadzwa sei.

44:27–45:2

  • Koreshi ndiye aizokunda Bhabhironi

  • Madhoo maviri eguta racho aizosiyiwa akavhurika

  • Rwizi rwaYufratesi, urwo rwaibatsira pakudzivirira guta iri, ‘rwaizopwa’

Masoja achipfuura nemuRwizi rwaYufratesi rwaiva rwapwa
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe