RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 January p. 3
  • “Mambo Achatonga Kuti Pave Nokururama”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mambo Achatonga Kuti Pave Nokururama”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • “Zvichenjererei Imi Neboka Rose”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • “Fudzai Boka raMwari Ramunotarisira”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • “Fudzai Boka raMwari”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
  • “Musatya, Boka Duku”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 January p. 3

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 29-33

“Mambo Achatonga Kuti Pave Nokururama”

Mambo Jesu anogadza “machinda,” kana kuti vakuru kuti vafudze makwai

32:1-3

  • Sezvakaita “nzvimbo yokuvanda dutu rine mvura,” vakuru vanoshanda nesimba kuti vadzivirire makwai pazvinhu zvakadai sekutambudzwa uye kuora mwoyo

  • Sezvakaita “hova dzemvura panyika isina mvura,” vakuru vanodzidzisa makwai chokwadi chisina kusvibiswa kuti asafa nenyota pakunamata

  • Sezvakaita “mumvuri weibwe guru panyika yafa nenyota,” vakuru vanotungamirira makwai pakunamata kuitira kuti azorodzwe

Murume akahwanda mvura, ari kunwa mvura, akazorora pamumvuri wedombo
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe