RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 January p. 4
  • January 16-22

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 16-22
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 January p. 4

January 16-22

ISAYA 34-37

  • Rwiyo 31 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Akabatsira Hezekiya Pamusana Pekutenda Kwake”: (10 min.)

    • Isa 36:1, 4-10, 15, 18-20​—VaAsiriya vakashora Jehovha uye vakatyisidzira vanhu vake (ip-1 386-388 ¶7-14)

    • Isa 37:1, 2, 14-20​—Hezekiya akavimba naJehovha (ip-1 389-391 ¶15-17)

    • Isa 37:33-38​—Jehovha akadzivirira vanhu vake (ip-1 391-394 ¶18-22)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 35:8​—Chii chainzi “Nzira yoUtsvene,” uye ndivanaani vaikodzera kufamba munzira yacho? (w08 5/15 26 ¶4; 27 ¶1)

    • Isa 36:2, 3, 22​—Tinodzidzei pakubvuma kwakaita Shebna kutsiurwa? (w07 1/15 8 ¶6)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 36:1-12

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Mt 24:3, 7, 14​—Dzidzisa Chokwadi​—Siya pekuzotangira.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) 2Ti 3:1-5​—Dzidzisa Chokwadi​—Musiyire kadhi reJW.ORG.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 32 ¶11-12​—Koka munhu wacho kumusangano.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 91

  • “Haiwa Jehovha, Ndinovimba Nemi”: (15 min.) Mibvunzo nemhinduro. Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo inonzi ‘Haiwa Jehovha, Ndinovimba Nemi’​—Nzwisa.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 7 ¶1-9

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 96 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe