RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 December p. 6
  • Kudzidziswa naMwari Kunoita Kuti Tisava Nerusaruro

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kudzidziswa naMwari Kunoita Kuti Tisava Nerusaruro
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Rusaruro—Dambudziko Riri Munyika Yose
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Rusaruro Ruchapera Rini?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Rusarura Rwakakubatawo Here?
    Mukai!—2020
  • Mugumo Worusaruro
    Mukai!—2004
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 December p. 6

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kudzidziswa naMwari Kunoita Kuti Tisava Nerusaruro

Jehovha haasaruri. (Mab 10:34, 35) Anoda vanhu ‘vanobva kumarudzi ose nemadzinza ose nendimi.’ (Zva 7:9) Saka muungano yechiKristu hamufaniri kuva nerusaruro. (Jak 2:1-4) Nekudzidziswa kwatinoitwa naMwari, tinoita setava kutorarama muparadhiso nekuti vanhu vari kuchinja unhu hwavo. (Isa 11:6-9) Patinoedza nemwoyo wese kuti tisatombova nekarusaruro, tinenge tiri kutevedzera Mwari.—VaE 5:1, 2.

Johny naGideon vari kumhoresa vana paImba yoUmambo

ONA VHIDHIYO YAKANZI JOHNY NAGIDEON: VAIMBOVENGANA ASI VAVA KUWIRIRANA. KANA WAPEDZA CHIPINDURA MIBVUNZO IYI:

  • Nei kudzidziswa naMwari kuchipfuura zvinoitwa nevanhu pakuedza kubvisa rusaruro?

  • Chii chinokufadza pakubatana kwakaita vanhu vari musangano redu?

  • Jehovha anokudzwa sei kana tikaramba takabatana sevaKristu?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe