RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 December p. 7
  • Nyika Yose Ichange Yava Kuziva Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nyika Yose Ichange Yava Kuziva Jehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Unogona Kuva Neramangwana Rinofadza!
    Zivo Inotungamirira Kuupenyu Husingaperi
  • “Shoko raMwari Ibenyu Uye Rinoshandisa Simba”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Chikonzero Nei Tichida Zivo Yakarurama
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1989
  • “Toonana muParadhiso!”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 December p. 7

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 11-16

Nyika Yose Ichange Yava Kuziva Jehovha

Mwana ari kutamba nemhuka muParadhiso

11:6-9

Uprofita uhwu hwakazadzika sei kuvaIsraeri?

  • VaIsraeri pavaiva munzira vachibva kuBhabhironi uye pavaigara munyika yakapikirwa, vakanga vasingatyi zvikara zvemusango kana kuti vanhu vaityisa.—Ezr 8:21, 22

Uprofita uhwu huri kuzadzika sei mazuva ano?

  • Kudzidza nezvaJehovha kuri kuita kuti vanhu vachinje unhu hwavo. Vanhu vaityisa iye zvino vava kugarika navo. Kudzidziswa naMwari kunoita kuti tirarame sevanhu vatova muparadhiso

Uprofita uhwu huchazadzika sei mune ramangwana?

  • Nyika yose ichachinjwa kuva paradhiso uye panenge pasisina chekutya. Chinangwa chaMwari chaakasikira nyika chinenge chazadzika. Hapana munhu kana mhuka ichavhiringidza rugare rwunenge rwuripo

Zivo yaMwari yakachinja Pauro

  • Pauro aiita semhuka chaiyo.—1Ti 1:13

  • Zvinhu zvaakadzidza pamusoro paMwari zvakachinja unhu hwake.—VaK 3:8-10

Muapostora Pauro aiva nehasha asi akazochinja kuva munhu munyoro
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe