RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 December p. 8
  • December 26–January 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • December 26–January 1
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 December p. 8

December 26–January 1

ISAYA 17-23

  • Rwiyo 123 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ukashandisa Simba Zvisizvo, Unotorerwa Basa Rako”: (10 min.)

    • Isa 22:15, 16—Shebna akashandisa chinzvimbo chake kuti aite zvakamunakira (ip-1 238 ¶16-17)

    • Isa 22:17-22—Jehovha akabvisa Shebna achibva amutsiva naEriyakimu (ip-1 238-239 ¶17-18)

    • Isa 22:23-25—Tinodzidza zvakawanda kubva pane zvakaitika kuna Shebna (w07 1/15 8 ¶6; ip-1 240-241 ¶19-20)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Isa 21:1—Inzvimbo ipi yainzi “renje regungwa,” uye nei yakapiwa zita iroro? (w06 12/1 11 ¶3)

    • Isa 23:17, 18—Sei zvichinzi upfumi hweTire hwakazova chinhu “chitsvene kuna Jehovha”? (ip-1 253-254 ¶22-24)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Isa 17:1-14

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) bh—Shandisa vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? pakusuma bhuku racho. (Asi usabva wamuratidza vhidhiyo yacho.)

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) bh—Tanga kudzidza Bhaibheri nemunhu pasuo uye siya pekuzotangira paunodzoka.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 151 ¶10-11—Dzidzisa zvinosvika pamwoyo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 44

  • ‘Ucharamba Wakarinda’ Here?: (8 min.) Hurukuro ichapiwa nemukuru kubva muNharireyomurindi yaMarch 15, 2015 peji 12-16. Kurudzirai vose kuti varambe vakarinda sezvakaitwa nemurindi akataurwa naIsaya uye mhandara shanu dzakataurwa naJesu.—Isa 21:8; Mt 25:1-13.

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yaDecember yeZviri Kuitwa Nesangano.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) kr chits. 6 ¶1-7 uye “Chikamu 2​—Kuparidza Umambo—​Kuparidza Mashoko Akanaka Munyika Yose”

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 141 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe