RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 August p. 8
  • Mushandirapamwe wekupa vanhu Nharireyomurindi muna September

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mushandirapamwe wekupa vanhu Nharireyomurindi muna September
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Nyaradza Vanochema
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • ‘Nyaradza Vose Vanochema’
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Tevedzera “Mwari Wekunyaradza Kwese”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2026
  • Mwari Anotinyaradza Sei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2016
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 August p. 8

KURARAMA KWECHIKRISTU

Mushandirapamwe Wekupa Vanhu Nharireyomurindi Muna September

Nharireyomurindi Nhamba 5 2016 | Ndiani Angakunyaradza?

Pasi rose vanhu vanoda kunyaradzwa. (Mup 4:1) Mwedzi wose waSeptember, tichaita mushandirapamwe wekupa vanhu Nharireyomurindi inenge iine mashoko anonyaradza. Ipa vanhu vakawanda magazini iyi. Asi sezvo tichida kutaura nevanhu kuti tivanyaradze, hatisi kuzosiya magazini aya padzimba dzinenge dzisina vanhu.

ZVEKUTAURA

“Tose tinombodawo kunyaradzwa pane dzimwe nguva. Asi ndiani angatinyaradza? [Verenga 2 VaKorinde 1:3, 4.] Nharireyomurindi iyi inotaura kuti Mwari anotinyaradza sei.”

Kana munhu wacho akafarira uye akatora magazini, . . .

MURATIDZE VHIDHIYO INONZI NEI UCHIFANIRA KUDZIDZA BHAIBHERI?

Wobva wamuudza kuti unoda kudzidza naye Bhaibheri.

SIYA PEKUZOTANGIRA KUITIRA PAUNOZODZOKERA

Bvunza mubvunzo wauchazomupindura pauchadzoka, wakadai sewekuti, “Nei Mwari achibvumira kutambura?”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe