RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 June p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • MUKAI!
  • MUKAI!
  • MATURAKITI
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 June p. 1
Vaparidzi vari kuMalta vari kushandisa turakiti kuparidzira mumwe murume

Vaparidzi vachishandisa maturakiti kuMalta

Mharidzo Dzekuenzanisira

MUKAI!

Magazini yeMukai! Nhamba 3 2016 | Kukunda Dambudziko Rekusiyana Kwemitauro

Zvekutaura: Mukai! iyi inotaura nezvenyaya yamungadawo kuziva nezvayo. [Ipa saimba Mukai!]

Mubvunzo: Maizviziva here kuti Zvapupu zvaJehovha zvinoshandura mabhuku mumitauro inopfuura 700?

Rugwaro: Zva 14:6

MUKAI!

Mubvunzo: Munofunga kuti zviri kutaurwa pano zvinoshanda here, kana murume nemudzimai vaine dambudziko ravanenge vachida kukurukura?

Rugwaro: Jak 1:19

Zvekutaura: [Muratidze nyaya inotangira papeji 10.] Pano panotaura mamwe mazano emuBhaibheri nezvenyaya iyi.

MATURAKITI

Turakiti

Mubvunzo: Tarisai muone mubvunzo uyu. [Verenga mubvunzo nemhinduro zviri panotangira turakiti racho.] Munotiwo kudii?

Rugwaro: [Rwuri papeji 2 yeturakiti racho]

Zvekutaura: Turakiti iri rinotsanangura kuti rugwaro urwu rwungakubatsirai sei.

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe