RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 June p. 2
  • June 6-12

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • June 6-12
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 June p. 2

June 6-12

MAPISAREMA 34-37

  • Rwiyo 95 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Vimba naJehovha Uite Zvakanaka”: (10 min.)

    • Pis 37:1, 2—Ramba uchifunga nezvekushumira Jehovha, kwete kuisa pfungwa dzako pavanhu vakaipa vanoita sekuti vari kubudirira (w03 12/1 9-10 ¶3-6)

    • Pis 37:3-6—Vimba naJehovha uite zvakanaka, uye achakukomborera (w03 12/1 10-12 ¶7-15)

    • Pis 37:7-11—Mirira kusvikira Jehovha aparadza vakaipa (w03 12/1 13 ¶16-20)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 34:18—Jehovha anoita sei kune vaya “vakaora mwoyo” uye “vakadzvinyirirwa”? (w11 6/1 19)

    • Pis 34:20—Uprofita uhwu hwakazadzika sei pana Jesu? (w13 12/15 21 ¶19)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa muushumiri?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 35:19–36:12

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Gadzirira Mharidzo Dzemwedzi Uno: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira imwe neimwe, mobva makurukura navo zvinhu zvinokosha zvaitwa. Kurudzirai vaparidzi kuti vanyore mharidzo dzavo pachavo.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 93

  • “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kushandisa Mavhidhiyo Pakudzidzisa”: (15 min.) Kukurukurirana. Kuti mujekese zviri kutaurwa pakamusoro kanoti “Maitirwo Azvo” shandisai vhidhiyo iri pajw.org inonzi Who Is the Author of the Bible? (Endai pakanzi MABHUKU NEZVIMWEWO > MABHUKU UYE MABHUROCHA motsvaka bhurocha raMashoko Akanaka. Vhidhiyo yacho inowanika pachidzidzo chakanzi “Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari Zvechokwadi Here?”)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 17 ¶1-13

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 61 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe