RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 May p. 6
  • Uprofita Hunotaura nezvaMesiya

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Uprofita Hunotaura nezvaMesiya
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Jesu Ndiye Mesiya Anotaurwa Muuprofita Here?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Jesu Kristu—Mesiya Akapikirwa
    Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
  • Vakawana Mesiya!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Humwe Uprofita Hune Chekuita naMesiya
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 May p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAPISAREMA 19-25

Uprofita Hunotaura nezvaMesiya

RUGWARO

UPROFITA

KUZADZIKA

Pisarema 22:1

Kuita seasiyiwa naMwari

Mateu 27:46; Mako 15:34

Pisarema 22:7, 8

Kutukwa ari padanda

Mateu 27:39-43

Pisarema 22:16

Kurovererwa padanda

Mateu 27:31; Mako 15:25; Johani 20:25

Pisarema 22:18

Kugovewa kwezvipfeko zvake pachishandiswa mijenya

Mateu 27:35

Pisarema 22:22

Kutungamirira pakuzivisa zita raJehovha

Johani 17:6

Munhu ari kurova Jesu mbama; nechepazasi, vanhu vari kuchema Jesu arovererwa padanda
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe