May 30–June 5
MAPISAREMA 26-33
Rwiyo 23 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Wana Ushingi Kubva Kuna Jehovha”: (10 min.)
Pis 27:1-3—Kuziva zvazvinoreva kuti Jehovha chiedza chedu, kunotipa ushingi (w12 7/15 22-23 ¶3-6)
Pis 27:4—Kukoshesa kunamata kwechokwadi kunotisimbisa (w12 7/15 24 ¶7)
Pis 27:10—Jehovha akagadzirira kubatsira vashumiri vake pavanosiyiwa nevamwe vanhu (w12 7/15 24 ¶9-10)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Pis 26:6—Kufanana naDhavhidhi, isu tinofora sei nenzira yokufananidzira tichitenderera atari yaJehovha? (w06 5/15 19 ¶12)
Pis 32:8—Kuwana njere dzinobva kuna Jehovha kunobatsirei? (w09 6/1 5 ¶3)
Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 32:1–33:8
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) kt—Verenga rugwaro uchishandisa foni kana tablet.
Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Ratidza munhu waunogara uchiendesera magazini vhidhiyo inonzi Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei? kubva paJW Library, chinangwa chako chiri chekutanga kudzidza naye Bhaibheri.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) jl chidzidzo 9—Ratidza mudzidzi kwenguva pfupi kuti angashandisa sei JW Library pakugadzirira misangano.
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 130
Zvomuungano yenyu: (15 min.) Kana muchida, munogona kukurukura nevateereri zvidzidzo zviri muBhuku Regore (yb16 112-113; 135-136)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 16 ¶16-29, bhokisi rakanzi “Uprofita Hwakazadziswa,” uye kudzokorora chitsauko chacho
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)
Rwiyo 16 Nemunyengetero