RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 May p. 6
  • May 23-29

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 23-29
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 May p. 6

May 23-29

MAPISAREMA 19-25

  • Rwiyo 116 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Uprofita Hunotaura nezvaMesiya”: (10 min.)

    • Pis 22:1​—Mesiya aizoita seasiyiwa naMwari (w11 8/15 15 ¶16)

    • Pis 22:7, 8​—Mesiya aizotukwa (w11 8/15 15 ¶13)

    • Pis 22:18​—Zvipfeko zvaMesiya zvaizogovewa pachishandiswa mijenya (w11 8/15 15 ¶14)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 19:14​—Chii chatinodzidza kubva muvhesi iyi? (w06 5/15 19 ¶9)

    • Pis 23:1, 2​—Jehovha anoratidza sei kuti Mufudzi ane rudo? (w02 9/15 32 ¶1-2)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 25:1-22

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) bh​—Verenga rugwaro uchishandisa foni kana tablet.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) bh​—Taipa mashoko aunoyeuka ari muvhesi yauri kutsvaga paJW Library kuti uwane vhesi inopindura mubvunzo unenge wabvunzwa nasaimba.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 129-130 ¶11-12​—Ratidza mudzidzi kwenguva pfupi kuti angashandisa sei JW Library pakugadzirira chidzidzo chinotevera.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 55

  • “Mashandisiro Atingaita JW Library”—Chikamu 2: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Download and Manage Bibles neimwe inonzi Search in a Bible or Publication modzikurukura kwenguva pfupi. Kana mapedza, kurukurai musoro mudiki wekupedzisira wenyaya ino. Kumbirai vateereri kuti vataure mamwe mashandisiro avanoita JW Library muushumiri.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 16 ¶1-15

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 139 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe