RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 May p. 5
  • May 16-22

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • May 16-22
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 May p. 5

May 16-22

MAPISAREMA 11-18

  • Rwiyo 106 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Ndiani Angava Mueni Mutende raJehovha?”: (10 min.)

    • Pis 15:1, 2​—Tinofanira kutaura chokwadi mumwoyo yedu (w03 8/1 14 ¶18; w89 9/15 26 ¶7)

    • Pis 15:3​—Hatifaniri kuchera vamwe (w89 10/15 12 ¶10-11; w89 9/15 27 ¶3-4; it-2-E 779)

    • Pis 15:4, 5​—Tinofanira kuva vakavimbika pazvinhu zvose zvatinoita (w06 5/15 19 ¶3; w89 9/15 29-30; it-1-E 1211 ¶3)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Pis 11:3​—Vhesi iyi inorevei? (w06 5/15 18 ¶3; w05 5/15 32 ¶2)

    • Pis 16:10​—Uprofita uhwu hwakazadzika sei pana Jesu Kristu? (w11 8/15 16 ¶19; w05 5/1 14 ¶9)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Pis 18:1-19

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) wp16.3 peji 16​—Verenga rugwaro uchishandisa foni kana tablet.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) wp16.3 peji 16​—Verenga magwaro uchishandisa JW Library kuitira kuti saimba anotaura mumwe mutauro aone magwaro acho mumutauro wake.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 100-101 ¶10-11​—Ratidza mudzidzi kwenguva pfupi kuti angashandisa sei JW Library pakugadzirira chidzidzo chinotevera.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 70

  • “Mashandisiro Atingaita JW Library”​—Chikamu 1: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Set and Manage Bookmarks neimwe inonzi Use History modzikurukura kwenguva pfupi. Kana mapedza, kurukurai misoro midiki miviri yekutanga yenyaya ino. Kumbirai vateereri kuti vataure mamwe mashandisiro avanoita JW Library pavanodzidza vari vega kana kuti pavanogadzirira misangano yeungano.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) ia chits. 15 ¶15-26 uye kudzokorora chitsauko chacho

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 43 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe