RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 April p. 5
  • Jobho Aiva Muenzaniso Wekuperera Kuna Mwari

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jobho Aiva Muenzaniso Wekuperera Kuna Mwari
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 18—Jobho
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
  • “Handizosiyi Kuperera Kwangu Kuna Mwari!”
    Tevedzerai Kutenda Kwavo
  • Jobho Akarumbidza Zita raJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raJobho
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 April p. 5

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOBHO 28-32

Jobho Akaratidza Muenzaniso Wekuperera Kuna Mwari

Jobho akanga akatsunga kutevedzera mitemo yaMwari panyaya yekuzvibata

31:1

  • Aidzora maziso ake uye aisada vamwe vakadzi kunze kwemudzimai wake chete

    Jobho nemudzimai wake

Jobho akaratidza muenzaniso wakanaka pamabatiro aaiita vamwe

31:13-15

  • Aiva munhu akarurama, ane ngoni uye anozvininipisa. Aifunga zvakanakira vamwe, pasinei netsika dzavo uye kuti vakanga vari varombo here kana kuti vapfumi

    Jobho achitaura nemurume wechidiki

Jobho aiva nerupo uye aifunga zvakanakirawo vamwe

31:16-19

  • Aibatsira vamwe uye aipa varombo zvavaishayiwa

    Jobho achipa kakomana mazambiringa
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe