RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 April p. 5
  • April 18-24

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 18-24
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 April p. 5

April 18-24

JOBHO 28-32

  • Rwiyo 17 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jobho Akaratidza Muenzaniso Wekuperera Kuna Mwari”: (10 min.)

    • Job 31:1​—Jobho akaita “sungano” nemaziso ake (w15 6/15 16 ¶13; w15 1/15 25 ¶10)

    • Job 31:13-15​—Jobho aizvininipisa, ainge akarurama, uye aiita zvakanakira vamwe (w10 11/15 30 ¶8-9)

    • Job 31:16-25​—Jobho aiva nerupo kune vaishayiwa (w10 11/15 30 ¶10-11)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Job 32:2​—Jobho akaedza kuzviita ‘akarurama pane kuti Mwari ndiye akarurama’ pakuita sei? (w15 7/1 12 ¶2; it-1-E 606 ¶5)

    • Job 32:8, 9​—Nei Erihu akafunga kuti zvainge zvakanaka kuti ataure kunyange zvazvo aiva mudiki kune vaaiudza mashoko acho? (w06 3/15 16 ¶1; it-2-E 549 ¶6)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Job 30:24–31:14 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: g16.2 12-13​—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera. (2 min. zvichidzika)

  • Paunodzokera: g16.2 12-13​—Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: bh 148 ¶8-9 (6 min. zvichidzika)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 115

  • Dzidza Kune Vamwe Vakaramba Vakaperera Kuna Mwari (1Pe 5:9): (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vanhu vhidhiyo inonzi Harold King: Remaining Faithful in Prison. (Endai patv.jw.org, motarisa pakanzi VIDEO ON DEMAND > INTERVIEWS AND EXPERIENCES.) Kana mapedza, kurukurai mibvunzo inotevera: Hama King vaisimbisa sei kutenda kwavo pavaiva mujeri? Kuimba nziyo dzeUmambo kunotibatsira sei kutsungirira patinenge taomerwa neupenyu? Zvakaitwa naHama King kuti varambe vakatendeka zvinoita kuti ude kuitei?

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 13 ¶13-25 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 81 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe