RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 April p. 6
  • April 25–May 1

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • April 25–May 1
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 April p. 6

April 25–May 1

JOBHO 33-37

  • Rwiyo 50 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Shamwari Yechokwadi Inopa Mazano Anovaka”: (10 min.)

    • Job 33:1-5​—Erihu akaratidza kuti airemekedza Jobho (w95 2/15 29 ¶3-5)

    • Job 33:6, 7​—Erihu aizvininipisa uye aiva nemutsa (w95 2/15 29 ¶3-5)

    • Job 33:24, 25​—Erihu akakurudzira Jobho kunyange paaimutsiura (w11 4/1 23 ¶3; w09 4/15 4 ¶8)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Job 33:24, 25​—Erihu paakataura ‘nezverudzikinuro,’ angangodaro airevei? (w11 4/1 23 ¶3-5)

    • Job 34:36​—Jobho aifanira kuedzwa kusvika papi, uye izvi zvinotidzidzisei? (w94 11/15 17 ¶10)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Job 33:1-25 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: Ipa munhu pepa rekumukoka kugungano remunharaunda ra2016 uchishandisa mharidzo yekuenzanisira. (2 min. zvichidzika)

  • Paunodzokera: fg chidzidzo 12 ¶4-5—Dzokera kunoona munhu akagamuchira pepa rekumukoka kugungano. Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: jl chidzidzo 11. Kurudzira mudzidzi kuti apinde gungano remunharaunda riri kuuya. (6 min. zvichidzika)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 124

  • “Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda”: (8 min.) Hurukuro. Itai kuti vanhu vaone vhidhiyo inonzi Zviyeuchidzo Zvegungano Remunharaunda (Endai patv.jw.org, uye motarisa pakanzi MAVHIDHIYO EKUONA PANGUVA YAUNODA > MABASA ATINOITA.) Kurudzirai vose kuti vapedzise kuronga kuti vazopinda mazuva ose ari matatu. Taurai mashandiro amuchaita pamushandirapamwe wekukoka vanhu.

  • Zvomuungano yenyu: (7 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 14 ¶1-13 (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 21 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe