RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 January p. 5
  • Jehovha Anozadzisa Zvaanovimbisa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anozadzisa Zvaanovimbisa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Zvaungaita Kuti Uwane Magwaro muBhaibheri Rako
    Dzimwe Nyaya
  • Chikamu 3 Chati Inoratidza Makore Akaitika Zvinhu
    Famba naMwari Neushingi
  • Pfungwa Huru Dzatinowana Mubhuku raEzra
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • Chikamu 2 Chati Inoratidza Makore Akaitika Zvinhu
    Famba naMwari Neushingi
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 January p. 5

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EZRA 1-5

Jehovha Anozadzisa Zvaanovimbisa

Rakaprindwa
VaIsraeri vanovakazve temberi muJerusarema

Jehovha akavimbisa kuti kunamata kwechokwadi kwaizotangazve patemberi yaiva muJerusarema. Asi vanhu vainge vari muutapwa kuBhabhironi pavakadzoka, vakasangana nematambudziko akawanda, aisanganisira murayiro wamambo wekuti vamire kuvaka kwavaiita. Vakawanda vaitya kuti vaisazombopedza kuvaka.

  1. munenge muna 537 B.C.E.

    Koreshi akazivisa kuti temberi ivakwezve

  2. 3:3

    Mwedzi wechi7

    Atari inogadzirwa; zvibayiro zvinopiwa

  3. 3:10, 11

    536 B.C.E.

    Nheyo inovakwa

  4. 4:23, 24

    522 B.C.E.

    Mambo Atashasta akamisa basa rekuvaka

  5. 5:1, 2

    520 B.C.E.

    Zekariya naHagai vakakurudzira vanhu kuti vaenderere mberi nekuvaka

  6. 6:15

    515 B.C.E.

    Temberi inopera kuvakwa

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe