RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 January p. 6
  • January 25-31

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 25-31
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 January p. 6

January 25-31

EZRA 6-10

  • Rwiyo 10 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Jehovha Anoda Vashumiri Vanozvipira”: (10 min.)

    • Ezr 7:10—Ezra akagadzirira mwoyo wake

    • Ezr 7:12-28—Ezra anogadzirira kudzokera kuJerusarema

    • Ezr 8:21-23—Ezra akavimba naJehovha kuti aizodzivirira vashumiri vake

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Ezr 9:1, 2—Kuroorana nevanhu vemamwe marudzi kwakanga kwakaipa zvakadini? (w06 1/15 20 ¶1)

    • Ezr 10:3—Nei vana vakaendeswa pamwe chete nemadzimai? (w06 1/15 20 ¶2)

    • Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

    • Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?

  • Kuverenga Bhaibheri: Ezr 7:18-28 (4 min. zvichidzika)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Ipa saimba bhurocha raMashoko Akanaka, wobva wakurukura naye chidzidzo 8, mubvunzo 1, ndima 1. Siya pekutangira kuitira paunozodzokera.

  • Paunodzokera: (4 min. zvichidzika) Dzokera kunoona munhu wawakapa bhurocha raMashoko Akanaka. Kurukura naye chidzidzo 8, mubvunzo 1, ndima 2. Siya pekuzotangira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) Itisa chidzidzo cheBhaibheri uchishandisa bhurocha raMashoko Akanaka, chidzidzo 8, mubvunzo 2.

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 138

  • “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri​—Kusiya Pekutangira Kuitira Patinozodzokera”: (7 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vaparidzi Vhidhiyo Yeunyanzvi yaJanuary inoratidza kuti vaparidzi vangasiya sei pekutangira kuitira pavanozodzokera kana vachinge vapa munhu Nharireyomurindi, uye bhurocha raMashoko Akanaka.

  • Zvomuungano yenyu: (8 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 7 ¶15-27 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 120 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe