RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/15 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 14

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 14
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NADECEMBER 14
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 12/15 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaDecember 14

VHIKI INOTANGA NADECEMBER 14

Rwiyo 50 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

ia chits. 4 ¶16-31, kudzokorora kuri papeji 41 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Makoronike 15-19 (8 min.)

Nha. 1: 2 Makoronike 16:1-9 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Jesu Airevei Paakati “Ini naBaba Tiri Vamwe”?—td 42C (5 min.)

Nha. 3: Magwaro Haatauri Kuti, “Kana Wangoponeswa Chete, Waponeswa Zvachose”—td 15B (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Tinofanira kupinda muumambo hwaMwari nomumatambudziko mazhinji.”​—Mab. 14:22.

Rwiyo 128

30 min: “Famba Nokutenda, Kwete Nokuona.” Mibvunzo nemhinduro. Shandisai mashoko ari mundima yekutanga neyekupedzisira pakupa sumo uye mhedziso pfupi.

Rwiyo 133 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe