RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/15 p. 3
  • Unofanira Kugadzirira Kuti Udzidzise Neunyanzvi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unofanira Kugadzirira Kuti Udzidzise Neunyanzvi
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Mashoko Akafanana
  • Nyatsogadzirira Kudzidzisa
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2009
  • Chikamu 2—Kudzidzisa Vanhu Bhaibheri Zvinofambira Mberi
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2004
  • Kudzidzisa Vanhu Bhaibheri Zvinofambira Mberi
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
  • Kubatsira Mudzidzi weBhaibheri Kusvikira Abhabhatidzwa—Chikamu 1
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 11/15 p. 3

Unofanira Kugadzirira Kuti Udzidzise Neunyanzvi

Jesu akabvunzwa mubvunzo mumwe chete une chekuita neupenyu husingaperi panguva dzakasiyana, asi paaipindura aiita kuti mhinduro yake ienderane neainge abvunza wacho. (Ruka 10:25-28; 18:18-20) Saka, kunyange tichinyatsoziva zviri mubhuku ratiri kudzidza, tinofanira kugadzirira pachine nguva tichifunga nezvemudzidzi. Ipfungwa dzipi dzingamuomera kunzwisisa kana kubvuma? Magwaro api ari mundima atingaverenga naye? Tingadzidza zvakawanda sei? Tingafanira kugadzirira muenzaniso, tsanangudzo, kana mibvunzo kuti tibatsire mudzidzi kunzwisisa zvaari kudzidza. Uyewo, sezvo Jehovha ari iye anoita kuti mbeu yechokwadi ikure mumwoyo, tinofanira kukumbira kuti chikomborero chaJehovha chive pakugadzirira kwatichaita chidzidzo chacho, chive pamudzidzi, uye chive pane zvatinoita kuti timubatsire pakunamata.—1 VaK. 3:6; Jak. 1:5.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe