RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/15 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 23
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 23
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 11/15 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaNovember 23

VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 23

Rwiyo 26 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

ia chits. 3 ¶1-13, bhokisi riri papeji 29 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Makoronike 1-5 (8 min.)

Nha. 1: 2 Makoronike 3:14–4:6 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Mutemo Wesabata Hauna Kupiwa vaKristu—td 38B (5 min.)

Nha. 3: Nei Tichifanira Kuramba Zvose Zvine Chokuita Nemidzimu?—td 29C (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Ini ndakadyara, Aporo akadiridza, asi Mwari akaramba achiita kuti zvikure.”—1 VaK. 3:6.

Rwiyo 47

10 min: “Unofanira Kugadzirira Kuti Udzidzise Neunyanzvi.” Hurukuro.

10 min: Zvakanaka Zvatinoita Zvinovhura Mukana Wekudyara Mbeu Yechokwadi cheBhaibheri. Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2015, peji 49, ndima 3, kusvika kupeji 52, ndima 1; uye peji 140, ndima 3, kusvika kupeji 141, ndima 3. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

10 min: “Nyatsoshandisa Zviri Mubhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei?” Kukurukurirana. Ivai nemuenzaniso mupfupi.

Rwiyo 123 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe