RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/15 p. 4
  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 3

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 3
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 3
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 7/15 p. 4

Purogiramu Yevhiki yaAugust 3

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 3

Rwiyo 63 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 28 ¶10-17 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Madzimambo 18-20 (8 min.)

Nha. 1: 1 Madzimambo 18:30-40 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Mwari Anonzwa Minyengetero Yakaita Sei?—td 30A (5 min.)

Nha. 3: Bhaibheri Ringabatsira Sei Vana?—igw p. 27 ¶1-2 (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: ‘Endai munoita vadzidzi.’—Mat. 28:19, 20.

Rwiyo 130

10 min: Ipa Vanhu Magazini Muna August. Kukurukurirana. Tangai nokuenzanisira kuti tingapa sei vanhu magazini acho muchishandisa mharidzo dzokuenzanisira. Zvadaro, ongororai mharidzo dzacho dzokuenzanisira kubva padzinotangira kusvika padzinoperera.

10 min: Batsirwa Nekabhuku kaKuongorora Magwaro Zuva Nezuva. Kukurukurirana. Tangai nekupa hurukuro yemaminitsi mashanu inobva parugwaro rwegore rwa2015. Kana mapedza, itai kuti vateereri vataure kuti vanoita rugwaro rwezuva nguvai zuva rimwe nerimwe. Pedzisai nekukurudzira vose kuti vaverenge kabhuku kaKuongorora Magwaro Zuva Nezuva.

10 min: Zvomuungano yenyu.

Rwiyo 26 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe