Zviziviso
◼ Zvatichapa vanhu muna July naAugust: Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari! kana kuti rimwe remabhurocha emapeji 32 anotevera: Mhuri Yenyu Inogona Kufara, Dzidzisai Vana Venyu, Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi, kana kuti raUnogona Kuva Shamwari yaMwari. September naOctober: Magazini eNharireyomurindi neAwake! November naDecember: Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? kana kuti rimwe rematurakiti anotevera: Unoona Sei Bhaibheri?, Unoona Sei Ramangwana?, Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?, Ndiani Chaizvo Ari Kutonga Nyika Yose?, Kutambura Kuchazombopera Here?, Chokwadi Vakafa Vangararamazve Here?, kana kuti raChii Chinonzi Umambo hwaMwari?