RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 7/15 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 20

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJuly 20
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJULY 20
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 7/15 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaJuly 20

VHIKI INOTANGA NAJULY 20

Rwiyo 73 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 27 ¶19-22, bhokisi riri pap. 279 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Madzimambo 12-14 (8 min.)

Nha. 1: 1 Madzimambo 12:21-30 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Mudzimai Haafaniri Kubvumira Murume Wake Kuti Amuparadzanise naMwari—td 20B (5 min.)

Nha. 3: Bhaibheri Ringabatsira Sei Varume Uye Vanababa?—igw p. 26 ¶1-2 (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: ‘Endai munoita vadzidzi.’—Mat. 28:19, 20.

Rwiyo 89

20 min: Shandisai Nyaya dzomuBhaibheri Dzine Mifananidzo Kuti Mubatsire Vana Venyu Kuva Vadzidzi. Kukurukurirana kunobva panyaya yemuBhaibheri ine mifananidzo ine musoro unoti “Mwari Anotuma Mosesi kuIjipiti.” (Enda pajw.org, uye tarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VANA.) Shandisai purojekita kana kuti TV kuti vateereri vaonewo mashoko anenge achiverengwa. Kana zvichiita garai masarudza vana vachaverenga, mumwe nemumwe achimiririra munhu mumwe chete munyaya iyi. Kana mapedza izvi itai kuti vana vamakabvumirwa nevabereki vavo, vauye pachikuva kuti vazokukurukura seboka vachipindura mibvunzo iri mubhokisi rakanzi “Tinodzidzei Munyaya Iyi?” Pedzisai nekukurudzira vabereki kushandisa nyaya dziri pachikamu ichi chepajw.org kuti vabatsire vana vavo kuva vadzidzi. Kana musingakwanisi kuenda paIndaneti, shandisai Bhuku Rangu Renhau dzeBhaibheri, nyaya yechi30 kusvika ku32.

10 min: Bhokisi Remubvunzo. Kukurukurirana.

Rwiyo 66 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe