RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 5/15 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaMay 25

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMay 25
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMAY 25
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 5/15 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaMay 25

VHIKI INOTANGA NAMAY 25

Rwiyo 56 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 25 ¶1-8 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Samueri 13-15 (8 min.)

Nha. 1: 2 Samueri 13:34-14:7 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Bhaibheri Rinotii Panyaya Yebasa?—igw p. 20 ¶1-3 (5 min.)

Nha. 3: Mariya Aiva Amai vaJesu, Kwete “Amai vaMwari”—td 14A (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: Batsira vanhu vemarudzi ose kuwana zivo yakarurama yechokwadi.—1 Tim. 2:3, 4.

Rwiyo 121

10 min: Kubvunza Mutariri Weboka Rekuparidza. Basa renyu rinosanganisirei? Munoita sei kuti mufudze vaya vari muboka renyu uye muvabatsire muushumiri? Sei zvichikosha kuti vaparidzi vakuudzei kana vachinja kwekugara kana kuti nhamba dzavo dzefoni nezvimwewo zvinoita kuti mukwanise kukurukura navo? Sei vakuru vachigona kuronga kuti boka rimwe nerimwe rekuparidza riite musangano wekuparidza rega, pane kuti mapoka ese aite musangano panzvimbo imwe chete?

20 min: “Batsira Mapofu Kudzidza nezvaJehovha.” Mibvunzo nemhinduro. Ivai nemuenzaniso.

Rwiyo 96 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe