RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 4/15 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaMay 4

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaMay 4
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAMAY 4
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 4/15 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaMay 4

VHIKI INOTANGA NAMAY 4

Rwiyo 68 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 24 ¶1-10 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 2 Samueri 1-3 (8 min.)

Nha. 1: 2 Samueri 2:24-32 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Zvinofanira Kuitwa Nevabereki vechiKristu Pakurera Vana​—td 19C (5 min.)

Nha. 3: Ndezvipi Zvinovimbiswa neBhaibheri Zvava Pedyo Kuitika?​—igw p. 16 ¶4–p. 17 ¶1 (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: Fambai sezvinoita vanhu vakachenjera, “muchizvitengera nguva yakakodzera.”​—VaEf. 5:15, 16.

Rwiyo 43

10 min: Zvomuungano yenyu. Munogona kuvawo nemuenzaniso unoratidza kupa kwatingaita vanhu magazini.

5 min: Zvatichapa Vanhu Muna May naJune. Kukurukurirana. Kurukurai zvimwe zviri muzvinyorwa zvatichapa vanhu. Ivai nemuenzaniso.

15 min: Paridza Mundima Isingawanzoparidzwa Kuti Ushandise Nguva Nemazvo! Kukurukurirana kuchaitwa nemukuru. Zvingabatsira kana ikapiwa nemukuru akamboshanda mundima isingawanzoparidzwa. Ratidzai vhidhiyo inonzi Kuparidza Kunzvimbo Iri Kwayo Yoga—Australia. (Endai pajw.org, motarisa pakanzi NEZVEDU > MABASA, movhura pakanzi KUPARIDZA KWATINOITA PACHENA.) Kurukurai kubatsirwa kwakaita mhuri iyi nekuenda kunoparidza mundima yakanga isingagari ichiparidzwa. Bvunzai vamwe vari muungano menyu vakamboshanda mundima isingawanzoparidzwa. Izvi zvakavabatsira sei mumhuri yavo, muushumiri hwavo, uye pakunamata kwavo? Zvii zvavakaronga kuti vazokwanisa kuenda? Kana pane vanoda kunoshanda munzvimbo idzi dzisingawanzoparidzwa, vakuru vanogona kubatsira. Simbisai kuti kuenda kunzvimbo isingawanzoparidzwa inzira yakanaka yokushandisa nguva yedu nemazvo.

Rwiyo rwutsva, “Vadzidzisei Kuti Vamire Vakasimba” Nemunyengetero

Chiyeuchidzo: Tapota ridzai rwiyo urwu rwutsva kamwe chete, mozoita kuti ungano iimbe pamunorwuridza kechipiri.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe