RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 3/15 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaApril 6

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaApril 6
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAPRIL 6
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 3/15 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaApril 6

VHIKI INOTANGA NAAPRIL 6

Rwiyo 124 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 22 ¶18-22, uye bhokisi riri pap. 228 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: 1 Samueri 16-18 (8 min.)

Nha. 1: 1 Samueri 18:17-24 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Mwari Ndiye Ari Kukonzera Kutambura Kwevanhu Here?—igw p. 14 ¶1-4 (5 min.)

Nha. 3: “Mamwe Makwai” Asingaverengeki Akavimbiswa Upenyu Husingaperi—td 41C (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Gadzirira Kuita Mabasa Ose Akanaka.”—Tito 3:1.

Rwiyo 85

10 min: Ipa Vanhu Magazini Muna April. Kukurukurirana. Tangai nokuenzanisira kuti tingapa sei vanhu magazini tichishandisa mharidzo dzokuenzanisira. Zvadaro, ongororai mharidzo dzacho dzokuenzanisira kubva padzinotangira kusvika padzinoperera.

10 min: Takaitei? Kukurukurirana. Itai kuti vaparidzi vataure kuti vakabatsirwa sei nekushandisa mazano ari munyaya inoti, “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuva Nevanhu Vaunogara Uchiendesera Magazini.” Vakumbirei kuti vataure zvakaitika zvinofadza.

10 min: Zvomuungano yenyu.

Rwiyo 106 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe