RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/15 p. 3
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 23

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 23
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 23
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 2/15 p. 3

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 23

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 23

Rwiyo 21 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 20 ¶16-21, bhokisi riri pap. 207 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Vatongi 19-21 (8 min.)

Kudzokorora Chikoro chaMwari Choushumiri (20 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Shingairira Mabasa Akanaka”!—Tito 2:14.

Rwiyo 75

10 min: Zvomuungano yenyu.

10 min: Shingairira Kunamata Kwechokwadi saJesu. Hurukuro inobva muNharireyomurindi yaMay 15, 2013, peji 8, ndima 2, uye Nharireyomurindi yaDecember 15, 2010, mapeji 9-11, ndima 12-16. Simbisai kuti sei kuparidza riri ‘basa rakanaka’ rinoitwa nevaKristu. (Tito 2:14) Taurai kuti kuziva chokwadi kunoita sei kuti tiparidze mashoko akanaka tichishingaira uye tiitise zvidzidzo zveBhaibheri. Tendai vari muungano nekushingairira mabasa akanaka kwavari kuita.

10 min: “Paridza Chokwadi Pamusoro paJesu Uchishingaira.” Kukurukurirana. Itai kuti muparidzi aenzanisire “Muenzaniso 1” uri muNharireyomurindi yaMay 15, 2014, papeji 8 ndima 8, uye taurai muenzaniso uri papeji 9 ndima 13.

Rwiyo 5 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe