RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/15 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 16

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 16
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 16
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 2/15 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 16

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 16

Rwiyo 80 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 20 ¶8-15 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Vatongi 15-18 (8 min.)

Nha. 1: Vatongi 16:13-24 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Bhaibheri Rinotaura Nezvei?—igw p. 8 ¶1-4 (5 min.)

Nha. 3: Umambo Hunotanga Kutonga Vavengi vaKristu Vachiripo—td 40B (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Shingairira Mabasa Akanaka”!—Tito 2:14.

Rwiyo 92

15 min: Gadzirira Kuzivisa Mashoko Akanaka Uchishingairira. Kukurukurirana. Sei kunyengetera kuna Jehovha riri danho rekutanga pakugadzirira ushumiri? (Pis. 143:10; Mab. 4:31) Chii chimwe chatinofanira kuita pakugadzirira ushumiri? (Ezra 7:10) Kana taita izvi, ndezvipi zvimwe zvatingafunga nezvazvo pakusarudza mabhuku atinoda kushandisa uye pakurongedza mabhegi edu emuushumiri? Kuenda muushumiri wakagadzirira kunoita kuti unzwe sei? (Ona Nharireyomurindi yaJuly 15, 2008, p. 10, ndima 9.) Unogadzirira sei ushumiri? Itai kuti muparidzi aenzanisire kuti anogadzirira sei ushumiri, achiongorora zviri mumaturakiti, magazini, kana kuti mabhurocha aachazoshandisa. Anobva arongedza bhegi rake uye ova nechokwadi kuti mudziyo wake wemagetsi uchashanda zvakanaka. Simbisai kuti munhu wose anofanira kunge akanyatsogadzirira paanoenda muushumiri. (2 Tim. 3:17)

15 min: “Mumwaka weChirangaridzo, Uchatevedzera Kushingaira Kunoita Jehovha naJesu Here?” Mibvunzo nemhinduro. Ipai vateereri vose pepa rekukoka vanhu kuChirangaridzo, mokurukura zvirimo. Ivai nemuenzaniso mupfupi muchishandisa mharidzo yokuenzanisira iri papeji 4.

Rwiyo 30 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe