RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 2/15 p. 1
  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 9

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaFebruary 9
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 9
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
km 2/15 p. 1

Purogiramu Yevhiki yaFebruary 9

VHIKI INOTANGA NAFEBRUARY 9

Rwiyo 9 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 20 ¶1-7 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Vatongi 11-14 (8 min.)

Nha. 1: Vatongi 13:15-25 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Zvichaitirwa Vanhu neUmambo hwaMwari—td 40A (5 min.)

Nha. 3: Bhaibheri Rakarurama Here Parinotaura Nezvesayenzi?—igw p. 7 ¶1-3 (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: “Shingairira Mabasa Akanaka”!—Tito 2:14.

Rwiyo 54

15 min: “Sei Tichifanira ‘Kushingairira Mabasa Akanaka’?” Kukurukurirana. Tauraiwo zviri muNharireyomurindi yaJune 1, 2002, peji 23, ndima 17-19.

15 min: “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidza neIntercom.” Kukurukurirana. Tauraiwo zvakaitika zviri munyaya yacho, uye kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika mundima yenyu nezvekuti vamwe vanasaimba vakafarira sei mashoko akanaka pavakaparidzirwa neintercom. Ivaiwo nemuenzaniso mupfupi unoratidza kuti mazano acho angashandiswa sei. Munzvimbo dzisina maintercom, tapota shandisai nyaya inoti: “Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kusiya Pokutangira Patinozodzoka.” (km 9/14 p. 1) Ivai nemuparidzi anoenzanisira achitaura oga achigadzirira mubvunzo wekuzosiyira saimba kana abvuma magazini.

Rwiyo 33 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe