RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/14 p. 8
  • Mharidzo Dzokuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzokuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Mashoko Akafanana
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2011
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Mharidzo Dzokuenzanisira
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2013
  • Mharidzo Dzingangoshandiswa Mubasa Romumunda
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2005
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 12/14 p. 8

Mharidzo Dzokuenzanisira

Nharireyomurindi January 1

“Zvinoita sekuti dambudziko reuori ragara richinetsa muhurumende. Munofunga kuti chii chinokonzera izvi? [Rega apindure.] Ndakafarira zvinotaurwa pano neBhaibheri. [Verenga Muparidzi 7:20.] Magazini ino inotaura kuti uori huchapera sei maererano nezvinotaurwa neBhaibheri. Ndinokukumbirai kuti muwane nguva yekuiverenga. Yenyu iyi.”

Awake! January

“Vakawanda vanoti zvinhu zvipenyu zvakaita zvekushanduka shanduka, asi vamwe havana chokwadi neizvi. Munofunga kuti zvinhu zvipenyu zvakabva kupi? [Rega apindure.] Kutsvakurudza kwakaitwa kwemakumi emakore kunoratidza kuti upenyu hunobva pane humwe upenyu chete. Izvi zvinoenderana nepfungwa iyi yemuBhaibheri iri nyore. [Verenga Pisarema 36:9.] Magazini ino inotsanangura kuti sei vakawanda vachiti hazviiti kuti titi zvinhu zvakaita zvekushanduka-shanduka sezvo upenyu huri chinhu chakaoma kunzwisisa uye huchishamisa.”

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe