RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/14 p. 8
  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 5

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaJanuary 5
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAJANUARY 5, 2015
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 12/14 p. 8

Purogiramu Yevhiki yaJanuary 5

VHIKI INOTANGA NAJANUARY 5, 2015

Rwiyo 113 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 18 ¶9-19 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Joshua 16-20 (8 min.)

Nha. 1: Joshua 17:11-18 (3 min. zvichidzika)

Nha. 2: Mwari Ndiani?​—igw p. 2 ¶1-3 (5 min.)

Nha. 3: Havasi Vose Vari Kunamata Mwari Wechokwadi​—td 9D (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: Budisa “zvinhu zvakanaka” kubva papfuma yakanaka yatakapiwa.​—Mat. 12:35a.

Rwiyo 28

30 min: “Nziyo Itsva Dzekushandisa Pakunamata!” Kukurukurirana. Pamunenge mava kukurukura ndima 6, itai kuti marimba erwiyo rwune musoro unoti, “Umambo Hwakagadzwa​—Ngahuuye!” aridzirwe ungano. Mobva maita kuti vateereri vasimuke, voimba rwiyo urwu rwutsva. Munogona kuita kuti ungano iimbe rwiyo urwu kaviri kuti irwudzidze.

Rwiyo rwutsva rwunoti, “Umambo Hwakagadzwa​—Ngahuuye!” Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe