RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 12/14 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 15

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaDecember 15
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NADECEMBER 15
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 12/14 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaDecember 15

VHIKI INOTANGA NADECEMBER 15

Rwiyo 1 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 17 ¶9-16 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Joshua 6-8 (10 min.)

Nha. 1: Joshua 8:18-29 (4 min. zvichidzika)

Nha. 2: Chii Chinoratidza Kuti Zvechokwadi Munhu Ane Mudzimu Mutsvene?​—rs p. 246 ¶2–p. 247 ¶1 (5 min.)

Nha. 3: Zvinoratidza Kuti Mwari Ariko​—td 9B (5 min.)

Musangano Webasa:

Dingindira Remwedzi Uno: Budisa “zvinhu zvakanaka” kubva papfuma yakanaka yatakapiwa.​—Mat. 12:35a.

Rwiyo 101

15 min: “Kubudirira Pakuitisa Zvidzidzo zveBhaibheri.” Mibvunzo nemhinduro. Mapedza kukurukura ndima 3, ivai nemienzaniso miviri inoratidza muparidzi nemudzidzi weBhaibheri vachikurukura ndima 8 yechitsauko 15 chebhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei? Mumuenzaniso wekutanga, muparidzi ndiye anenge achitaura zvakawanda. Mumuenzaniso wechipiri, muparidzi mumwe chete iyeye anobvunza mibvunzo inoita kuti azive zviri kufungwa nemudzidzi.

15 min: Chimwe Chinhu Chinotibatsira Pakugadzirira Kuitisa Zvidzidzo zveBhaibheri. Kukurukurirana. Itai kuti vateereri vazive nezvechikamu chiri pajw.org chakanzi “Bhaibheri Rinodzidzisei?” (Bayai pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI moenda pakanzi VARI KUYARUKA.) Kurukurai kuti nyaya dziripo dzingashandiswa sei kuti tibudirire pakudzidza Bhaibheri nevanhu vakuru nevaduku. Mibvunzo inenge iri papepa rimwe nerimwe rakanzi “Pepa Rezvandakaronga Kuita,” inotibatsira sei kutaura zvinosvika pamwoyo wemudzidzi? Ivai nemunhu anoenzanisira achitaura oga achishandisa rimwe chete remapepa akanzi “Pepa Rezvandakaronga Kuita,” kuti rimubatsire kufunga pangada kubatsirwa mudzidzi uye kugadzirira mibvunzo inoita kuti azive zviri kufungwa nemudzidzi. Pedzisai nekukurudzira vateereri kuti vavandudze kudzidzisa kwavanoita. Vanogona kuita izvi nekuedza kusvika pamwoyo yevavanodzidza navo vachishandisa zvinhu zvakanaka zvatiinazvo pakubatsira vamwe.​—Zvir. 20:5.

Rwiyo 99 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe