RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 11/14 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 17

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaNovember 17
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 17
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 11/14 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaNovember 17

VHIKI INOTANGA NANOVEMBER 17

Rwiyo 26 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 16 ¶1-9 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Dheuteronomio 23-27 (10 min.)

Nha. 1: Dheuteronomio 25:17–26:10 (4 min. zvichidzika)

Nha. 2: Zvinotaurwa neBhaibheri Nezvemweya—rs p. 265 ¶1–5 (5 min.)

Nha. 3: Jehovha Oga Ndiye Anofanira Kunamatwa—td 27C (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 118

10 min: Shamwari Yechokwadi Yakaita Sei? Kukurukurirana kubva pavhidhiyo yemakatuni yokudhirowa inonzi Shamwari Yechokwadi Yakaita Sei? (Inowanika muChirungu. Endai pajw.org, motarisa pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA.) Tangai nekuratidza vateereri vhidhiyo yacho. Kana mapedza, kurukuriranai muchishandisa mibvunzo inotevera: (1) Shamwari yechokwadi yakaita sei? (2) Chii chaunofanira kuziva nezvemunhu waunoda kuti ave shamwari yako? (3) Ungawana sei shamwari yechokwadi? (4) Chii chaunofanira kuita kuti ushamwari hwenyu husimbe? Kana zvevhidhiyo zvisingakwanisiki, munogona kukurukurirana chitsauko 8 cheBhuku 1 raVechiduku Vanobvunza Kuti, chinoti, “Ndingava Sei Neshamwari Dzakanaka?”

10 min: Tinozivikanwa Nokuti Tine Rudo. (Joh. 13:35) Kukurukurirana kubva muBhuku Regore ra2014, peji 48, ndima 1, kusvika kupeji 49, ndima 3; uye peji 69, ndima 1, kusvika kupeji 70, ndima 2. Kumbirai vateereri kuti vataure zvidzidzo zvirimo.

10 min: “Nzira Inonakidza Ichangoburwa Yekuparidza Munzvimbo Dzinowanikwa Vakawanda.” Mibvunzo nemhinduro. Kana ungano yenyu iine nzvimbo dzinopfuura nevakawanda, bvunzai mutariri webasa nezveurongwa hweungano yenyu hwekuparidza munzvimbo idzi, uye kumbirai vateereri kuti vataure zvakaitika pavaiparidza munzvimbo idzodzo.

Rwiyo 92 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe