RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • km 8/14 p. 2
  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 18

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Purogiramu Yevhiki yaAugust 18
  • Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Misoro Midiki
  • VHIKI INOTANGA NAAUGUST 18
Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
km 8/14 p. 2

Purogiramu Yevhiki yaAugust 18

VHIKI INOTANGA NAAUGUST 18

Rwiyo 78 Nemunyengetero

Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:

cl chits. 11 ¶17-22, bhokisi riri pap. 116 (30 min.)

Chikoro chaMwari Choushumiri:

Kuverenga Bhaibheri: Numeri 10-13 (10 min.)

Nha. 1: Numeri 10:1-16 (4 min. zvichidzika)

Nha. 2: Nei Kutenda Kuchifanira Kuva Nemabasa?​—rs p. 321 ¶2-p. 322 ¶1 (5 min.)

Nha. 3: Kuporesa Kwokutenda Kwemazuva Ano Hakubvi Kuna Mwari​—td 16C (5 min.)

Musangano Webasa:

Rwiyo 74

15 min: “Makore 100 Ekuzivisa Umambo!”—Chikamu 1. (Ndima 1-3) Kukurukurirana ndima nhatu dzekutanga, uye kubva mubhuku raVazivisi mapeji 259-260. Pashure pokubvunza mubvunzo wendima 3, bvunzai vaparidzi vaviri vava nenguva refu vari Zvapupu. Itai kuti vataure zvakaitika zvemuushumiri pavakatanga kuva vaparidzi.

15 min: “Makore 100 Ekuzivisa Umambo!”​—Chikamu 2. (Ndima 4-6) Mibvunzo nemhinduro. Pakukurukura ndima 5 ne6, bvunzai mapiyona maviri kuti chii chavakaita kuti vakwanise kuita basa renguva yakazara.

Rwiyo 103 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe