Purogiramu Yevhiki yaMay 19
VHIKI INOTANGA NAMAY 19
Rwiyo 131 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cl chits. 7 ¶9-17 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 30-33 (10 min.)
Nha. 1: Eksodho 32:1-14 (4 min. zvichidzika)
Nha. 2: Mirayiro Gumi Yakaguma Pamwe Chete neMutemo waMosesi—rs p. 326 ¶2–p. 327 ¶1 (5 min.)
Nha. 3: VaKristu Vanofanira Kunamata Muchinjikwa Here?—td 28B (5 min.)
Musangano Webasa:
10 min: Chinoita Kuti Tive Vashumiri Vemashoko Akanaka. Hurukuro inopiwa zvine upenyu inobva mubhuku raTakarongwa, peji 77 kusvika kupeji 78, ndima 2. Kumbirai vateereri kuti vataure kuti nei vachinakidzwa neushumiri.
10 min: Unogona Kuva Piyona Webetsero Here Paunenge Uri Pazororo? Kukurukurirana. Dzokororai kwenguva pfupi mashoko ari mundima 1 papeji 113 yebhuku raTakarongwa, muchitaura zvinodiwa kuti munhu ave piyona webetsero. Kumbirai vaya vakamboita upiyona hwebetsero pavaiva pazororo rekubasa kana kuti rechikoro kuti vataure makomborero avakawana. Kurudzirai vose kuti vafunge nezvokuita upiyona hwebetsero pazororo ravo rinotevera.
10 min: “Iva Netsika Yokubata Nguva.” Mibvunzo nemhinduro. Pakukurukura ndima 4, kumbirai vateereri kuti vataure chinovabatsira kuti vabate nguva.
Rwiyo 44 Nemunyengetero