Purogiramu Yevhiki yaApril 21
VHIKI INOTANGA NAAPRIL 21
Rwiyo 132 Nemunyengetero
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano:
cl chits. 6 ¶1-8 (30 min.)
Chikoro chaMwari Choushumiri:
Kuverenga Bhaibheri: Eksodho 15-18 (10 min.)
Nha. 1: Eksodho 15:20–16:5 (4 min. zvichidzika)
Nha. 2: Nei vaKristu Vasingasungirwi Kuchengeta Sabata?—rs p. 323¶3–p. 324 ¶4 (5 min.)
Nha. 3: Sayenzi Yechokwadi Inobvumirana Nenhoroondo yemuBhaibheri Yokusikwa Kwezvinhu—td 21A (5 min.)
Musangano Webasa:
10 min: “Unganidza Vanhu.” Mibvunzo nemhinduro.
10 min: “Kukokera Vanhu Kugungano Reruwa ra2014.” Mibvunzo nemhinduro. Kana mapepa okukokera avapo, ipai vose varipo, mokurukura zviri papepa racho. Udzai ungano kuti mushandirapamwe uchatanga rini, uye kuti vakuru vachataura urongwa hweungano yenyu hwekushanda ndima yose.
10 min: “Mufambiro Wenyu Ngauve Wakanaka Pakati Pemamwe Marudzi.” Mibvunzo nemhinduro. Kurukuraiwo “Zviyeuchidzo zveGungano Reruwa ra2014” zvinoshanda munzvimbo yenyu uye tsamba yakanyorerwa ungano dzose yomusi wa3 August, 2013, inotaura nezvokudzivisa njodzi patinoungana kuti tinamate.
Rwiyo 125 Nemunyengetero